Online Bible

- Reklamy -




Johane 11:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Marita paakanzwa kuti Jesu avakusvika akaenda kundomuchingura Maria akagara mumba.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ɀino Marta wakati acinzwa kuti Jesu woʋuya, akaenda kundomuciŋgamidza; asi Maria wakagara mumba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Zvino Marita akati achinzwa kuti Jesu wouya, akaenda kundomuchingamidza; asi Maria akagara mumba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Marita paakanzwa kuti Jesu avakusvika akaenda kundomuchingura Maria akagara mumba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Marita akati anzwa kuti Jesu auya, akabuda kundomuchingamidza, asi Maria akasara mumba.

Viz kapitola kopírovat




Johane 11:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy