Online Bible

- Reklamy -




Johane 11:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Maria ndiye uya akambozora Jesu namafuta akapukuta tsoka dzake nevhudzi rake. Ndiye ane hanzvadzi yake Razaro airwara.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ndiye Maria uya, wakazodza Ishe namafuta, akapisika tsoka dzake nevudzi rake; hanɀadzi yake Razaro, wakaŋga acirwara.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Ndiye Maria uya, akazodza Ishe namafuta, akapukuta tsoka dzake nevhudzi rake; hanzvadzi yake Razaro, akanga achirwara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Maria ndiye uya akambozora Jesu namafuta akapukuta tsoka dzake nevhudzi rake. Ndiye ane hanzvadzi yake Razaro airwara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Maria uyu, ane hanzvadzi yake Razaro akanga avete achirwara, ndiye uya akadururira mafuta anonhuhwira pana Ishe uye akapukuta tsoka dzake nebvudzi rake.

Viz kapitola kopírovat




Johane 11:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy