Johane 11:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Jesu paakasvika akawana Razaro atova muguva kwamazuva mana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino Jesu wakati aciȿika, akamuwana atoʋa mubgiro mazuʋa manna. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Zvino Jesu akati achisvika, akamuwana atova mubwiro mazuva mana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Jesu paakasvika akawana Razaro atova muguva kwamazuva mana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Jesu paakasvika akawana Razaro anguva ava muguva kwamazuva mana. Viz kapitola |