Online Bible

- Reklamy -




Johane 11:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Vadzidzi vake vakati kwaari, “Tenzi kana kuri kuti avata achanaya.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ɀino ʋadzidzi ʋakati kwaari: Ishe, kana aciʋata, ucanaya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Zvino vadzidzi vakati kwaari, “Ishe, kana achivata, achanaya.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Vadzidzi vake vakati kwaari, “Tenzi kana kuri kuti avata achanaya.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Vadzidzi vake vakapindura vakati, “Ishe, kana akavata, achaita zviri nani.”

Viz kapitola kopírovat




Johane 11:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy