Online Bible

- Reklamy -




Johane 11:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Kwaiva nomumwe murume airwara ainzi Razaro wekuBhetania, mumusha waigara Maria nomukoma wake Marita.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Mumŋe munhu wakaŋga acirwara, wainzi Razaro weBetania, musha waMaria nomukoma wake Marta.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Mumwe munhu wakanga achirwara, ainzi Razaro weBhetania, musha waMaria nomukoma wake Marita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Kwaiva nomumwe murume airwara ainzi Razaro wekuBhetania, mumusha waigara Maria nomukoma wake Marita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Zvino mumwe murume ainzi Razaro akanga achirwara. Aibva kuBhetani, musha waMaria naMarita mukoma wake.

Viz kapitola kopírovat




Johane 11:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy