Johane 10:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona42 Vazhinji vakabva vadavira maari ipapo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Ʋazhinji ʋakatenda kwaari ipapo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 Vazhinji vakatenda kwaari ipapo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Vazhinji vakabva vadavira maari ipapo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Uye panzvimbo iyo, vazhinji vakatenda kuna Jesu. Viz kapitola |