Johane 10:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona27 Hwai dzangu dzinonzwa izwi rangu, uye ndinodziziva uyewo dzinonditevera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Makwai aŋgu anonzwa inzwi raŋgu; neni ndinoaziʋa, ʋuye anonditeʋera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Makwai angu anonzwa izwi rangu; neni ndinoaziva, uye anonditevera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Hwai dzangu dzinonzwa izwi rangu, uye ndinodziziva uyewo dzinonditevera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Makwai angu anonzwa inzwi rangu; ini ndinoaziva, uye anonditevera. Viz kapitola |