Johane 10:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Baba vanondida pamusana pokuti ndinoparadza upenyu hwangu kuti ndizougamuchirazve. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Saka Ƃaɓa ʋanondiɗa, nokuti ndinorasha ʋupenyu bgaŋgu, ndigobgutora ɀe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 “Saka baba vanondida, nokuti ndinorasha upenyu hwangu, ndigohutorazve. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Baba vanondida pamusana pokuti ndinoparadza upenyu hwangu kuti ndizougamuchirazve. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Chinoita kuti Baba vandide ndechokuti ndinorasira makwai angu upenyu hwangu, uye ndichahutorazve. Viz kapitola |