Online Bible

- Reklamy -




Johane 10:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Ini ndini mufudzi wakanaka ndinoziva hwai dzangu uye hwai dzangu dzinondizivawo

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ndini mufudzi wakanaka, ndinoziʋa makwai aŋgu, namakwai aŋgu anondiziʋa ini,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Ndini mufudzi akanaka, ndinoziva makwai angu, namakwai angu anondiziva ini,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Ini ndini mufudzi wakanaka ndinoziva hwai dzangu uye hwai dzangu dzinondizivawo

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 “Ndini mufudzi wamakwai; ndinoziva makwai angu uye makwai angu anondiziva,

Viz kapitola kopírovat




Johane 10:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy