Johane 10:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Ini ndini mufudzi wakanaka mufudzi wakanaka anofira hwai dzake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ndini mufudzi wakanaka; mufudzi wakanaka unorashira makwai ake ʋupenyu bgake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 “Ndini mufudzi akanaka; mufudzi akanaka anorasira makwai ake upenyu hwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ini ndini mufudzi wakanaka mufudzi wakanaka anofira hwai dzake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “Ndini mufudzi akanaka. Mufudzi akanaka anorasira makwai ake upenyu hwake. Viz kapitola |