Johane 1:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Izvi zvakaitika kuBhetania iri kumhiri kwaJorodhani kwaiombeka Johani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Iɀoɀi ɀakaitwa paBetania, mhiri kwaJoridani, kwaibapatidza Johane. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Izvozvi zvakaitwa paBhetania, mhiri kwaJorodhani, kwaibhabhatidza Johani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Izvi zvakaitika kuBhetania iri kumhiri kwaJorodhani kwaiombeka Johani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Izvi zvose zvakaitika paBhetani mhiri kwaJorodhani, uko kwaibhabhatidzira Johani. Viz kapitola |