Online Bible

- Reklamy -




Johane 1:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 vakamubvunza kuti, “Ko zvino uri kuombekerei kana usiriwe Kristu kana Eriya kana muporofita uya?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ʋakamubvunza, ʋakati kwaari: Kana usi Kristu, kana Eria, kana muprofita uya, unogobapatidzireiko?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Vakamubvunza, vakati kwaari, “Kana usiri Kristu, kana Eria, kana muporofita uya, unogobhabhatidzireiko?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 vakamubvunza kuti, “Ko zvino uri kuombekerei kana usiriwe Kristu kana Eriya kana muporofita uya?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 vakamubvunza vachiti, “Seiko zvino uchibhabhatidza kana usiri Kristu, kana Eria kana Muprofita?”

Viz kapitola kopírovat




Johane 1:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy