Johane 1:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 15 Johani akamupupurira akadaidzira achiti, “Uyu ndiye wandaiti, ‘Uyo achauya mushure mangu, mukuru kwandiri nokuti akavapo ndisati ndavapo.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Johane akamupupurira, akaɗanidzira, aciti: Ndiye wandaireʋa, ndiciti: Uyo, unoʋuya shure kwaŋgu, wakaʋa’po mberi kwaŋgu; nokuti wakanditaŋgira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Johani akamupupurira, akadanidzira, achiti, “Ndiye wandaireva, ndichiti, ‘Uyo, anouya shure kwangu, akavapo mberi kwangu; nokuti akanditangira.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 15 Johani akamupupurira akadaidzira achiti, “Uyu ndiye wandaiti, ‘Uyo achauya mushure mangu, mukuru kwandiri nokuti akavapo ndisati ndavapo.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Johani anopupura nezvake. Anodanidzira achiti, “Uyu ndiye uya wandakati, ‘Anouya mumashure mangu anondipfuura ini nokuti akanditangira.’ ” Viz kapitola |