Joere 2:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona27 Ndipo pamuchazoziva kuti ndiri mukati meIsiraeri uye kuti ini, TENZI ndini Mwari wenyu, hakuna mumwe uye vanhu vangu havazombofa vakanyadziswazve. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ipapo mucaziʋa kuti ndiri pakati paIsraeri, kuti ndini Jehova Mŋari wenyu, ʋuye kuti hakunomumŋe; ʋanhu ʋaŋgu haʋaŋgatoŋgonyadziswi nokusiŋgaperi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Ipapo muchaziva kuti ndiri pakati paIsiraeri, kuti ndini Jehovha Mwari wenyu, uye kuti hakuna mumwe; vanhu vangu havangatongonyadziswi nokusingaperi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Ndipo pamuchazoziva kuti ndiri mukati meIsiraeri uye kuti ini, TENZI ndini Mwari wenyu, hakuna mumwe uye vanhu vangu havazombofa vakanyadziswazve. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Ipapo muchazoziva kuti ndirimo muIsraeri, uye kuti ndini Jehovha Mwari wenyu, uyewo kuti hakuna mumwe; vanhu vangu havachazonyadziswi zvakare. Viz kapitola |