Joere 2:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 “Farai henyu imi vana veguta reZioni mupembere kufara naTENZI, Mwari wenyu, nokuti akakunayisirai mvura yomunhuruka achiita zviri pamwero akakuwodzvorerai mvura yomunhuruka neyamatsutso sakare. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Naiɀoɀo farai, imi ʋana ʋeZioni, mufarisise munaJehova Mŋari wenyu; nokuti unokupai mudzidzisi wokururama, ʋuye unokunisirai mvura, mvura yokutaŋga nemvura yokuteʋerera, nomŋedzi wokutaŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Naizvozvo farai, imi vana veZioni, mufarisise muna Jehovha Mwari wenyu; nokuti anokupai mudzidzisi wokururama, uye anokunisirai mvura, mvura yokutanga nemvura yokuteverera, nomwedzi wokutanga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Farai henyu imi vana veguta reZioni mupembere kufara naTENZI, Mwari wenyu, nokuti akakunayisirai mvura yomunhuruka achiita zviri pamwero akakuwodzvorerai mvura yomunhuruka neyamatsutso sakare. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Farai imi vanhu veZioni, farai muna Jehovha Mwari wenyu, nokuti akakupai mvura yokupedzisira mukururama. Anokupai mvura yakawanda, yokupedzisira neyebumharutsva sakare. Viz kapitola |