Joere 2:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 unganidzai vanhu, chenurai gungano ravanhu unganidzai vakuru vakuru, kokorodzai vana, kunyangewo vacheche vachiri kuyamwa. Chikomba ngachisiye gota racho mwenga asiyewo nhanga yake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 kokerai ʋanhu, natsai ʋuŋgano, kokerai ʋakuru, ʋuŋganidzai ʋana, naʋanomna pamazamu; cikomba ŋgaciɓuɗe paimba yaco nomŋeŋga paimba yake yokuʋata. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 kokerai vanhu, natsai ungano, kokerai vakuru, unganidzai vana, navanomwa pamazamu; chikomba ngachibude paimba yacho nomwenga paimba yake yokuvata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 unganidzai vanhu, chenurai gungano ravanhu unganidzai vakuru vakuru, kokorodzai vana, kunyangewo vacheche vachiri kuyamwa. Chikomba ngachisiye gota racho mwenga asiyewo nhanga yake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Unganidzai vanhu, munatse ungano iyi, unganidzai pamwe chete vakuru, unganidzai vana, vachiri kuyamwa. Vachangowanana, murume ngaabude muimba yake nomwenga muimba yake. Viz kapitola |