Joere 2:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Ndiani angazive, zvimwe angapinduke akazvidzora zvake achibva azosiya makomborero mushure make, zvokuti vanhu vanogona kupira mupiro wembesanwa nomupiro wokuteura kuna TENZI, Mwari wenyu? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ndiani uŋgaziʋa, ɀimŋe uŋgadzoka akaɀiɗemba, akasiya mukomborero kana acibva, ɀimŋe cipiriso coʋupfu kana cipiriso cinonwiwa ɀamuŋgaʋigira Jehova Mŋari wenyu? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Ndiani angaziva, zvimwe angadzoka akazvidemba, akasiya mukomborero kana achibva, zvimwe chipiriso choupfu kana chipiriso chinonwiwa zvamungavigira Jehovha Mwari wenyu? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndiani angazive, zvimwe angapinduke akazvidzora zvake achibva azosiya makomborero mushure make, zvokuti vanhu vanogona kupira mupiro wembesanwa nomupiro wokuteura kuna TENZI, Mwari wenyu? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ndiani anoziva? Anogona kupinduka agonzwa tsitsi, uye agokusiyirai mukomborero wezvipiriso zvezviyo nezvipiriso zvokunwa zvinoitirwa Jehovha Mwari wenyu. Viz kapitola |