Joere 1:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Zvirondedzerei kuvana venyu, vana venyu vaudzewo vana vavo, vataurirewo chimwewo chizvarwa, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ʋudzai ʋana ʋenyu iɀoɀo, ʋana ʋenyu ʋaʋudze ʋo ʋana ʋaʋo, naʋana ʋaʋo ʋaʋudze rumŋe rudzi runoteʋera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Udzai vana venyu izvozvo, vana venyu vaudzewo vana vavo, navana vavo vaudze rumwe rudzi runotevera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Zvirondedzerei kuvana venyu, vana venyu vaudzewo vana vavo, vataurirewo chimwewo chizvarwa, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Zvinhu izvi zviudzei vana venyu, uye vana venyu ngavaudzewo vana vavo, vana vavowo vaudze chizvarwa chinotevera. Viz kapitola |