Jobho 4:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Asi nhasi zvakuwanaiwo, zvino motadza kugadzikana. Asi zvino zvakubatai mabva mava kurasa mwoyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Asi ɀino ɀaȿika kwauri, iwe woshaiwa simba; Ɀakuɓata, ɀino wotambudzika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Asi zvino zvasvika kwauri, iwe woshaiwa simba; Zvakubata, zvino wotambudzika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi nhasi zvakuwanaiwo, zvino motadza kugadzikana. Asi zvino zvakubatai mabva mava kurasa mwoyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Asi zvino nhamo yasvika kwauri, uye iwe waora mwoyo; inokurova, iwe ndokuvhunduka. Viz kapitola |