Jobho 4:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Pakati pamangwanani namanheru vanoparadzwa, vanotsakatika pasina anombozviona. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋanoparadzwa pakati pamaŋgwanani namaɗekwana; Ʋanoparara nokusiŋgaperi, pasinomunhu unehanya naɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Vanoparadzwa pakati pamagwanani namadekwana; Vanoparara nokusingaperi, pasina munhu ane hanya nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Pakati pamangwanani namanheru vanoparadzwa, vanotsakatika pasina anombozviona. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Dzinoputsanyiwa pakati pamambakwedza namadekwana; dzinoparara dzisingazoonekwi nokusingaperi. Viz kapitola |