Jobho 3:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Dai rangokwidibirwa nezarima uye nerima rakati kwirindindi sorufu. Dai rangonzi gude-gude negore rive rinotyisa nokusvipa kwaro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Rima nomumvuri worufu ŋgaɀiritore riʋe raɀo; Gore ŋgarigare pamsoro paro; Ɀose ɀinoȿiɓisa zuʋa ŋgaɀirivunduse. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Rima nomumvuri worufu ngazviritore rive razvo; Gore ngarigare pamusoro paro; Zvose zvinosvibisa zuva ngazvirivhunduse. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Dai rangokwidibirwa nezarima uye nerima rakati kwirindindi sorufu. Dai rangonzi gude-gude negore rive rinotyisa nokusvipa kwaro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Rima nomumvuri wakasviba ngazviritore zvakare; gore ngarigare pamusoro paro; kusviba ngakufukidze chiedza charo. Viz kapitola |