Jobho 3:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona26 Handina kugadzikana mwoyo uye handina runyararo mumwoyo mangu, ndisati ndambozorora nhamho yauya.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Handinamufaro, kana kunyarara, kana kuzorora; Asi njodzi inoŋgosiʋuya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Handina mufaro, kana kunyarara, kana kuzorora; Asi njodzi inongosiuya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Handina kugadzikana mwoyo uye handina runyararo mumwoyo mangu, ndisati ndambozorora nhamho yauya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Handina rugare, handina runyararo; handina zororo, asi nhamo chete.” Viz kapitola |