Jobho 3:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 kana kuti namachinda ane ndarama, akanga akazadza dzimba nesirivha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kana namacinda, aiʋa nendarama, Akazadza dzimba dzawo nesirveri; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Kana namachinda, aiva nendarama, Akazadza dzimba dzawo nesirivha; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 kana kuti namachinda ane ndarama, akanga akazadza dzimba nesirivha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 navatongi vakanga vane goridhe, vakazadza dzimba dzavo nesirivha. Viz kapitola |