Jobho 3:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Nokuti iye zvino ndingadai ndakarara zvangu muguva, ndinyerere ndiine zororo Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Nokuti ndiŋgaɗai ɀino ndakatandaʋara, ndinyerere; Ndiŋgaɗai ndiʋete: ipapo ndiŋgaɗai ndazorora; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Nokuti ndingadai zvino ndakatandavara, ndinyerere; Ndingadai ndivete; ipapo ndingadai ndazorora; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Nokuti iye zvino ndingadai ndakarara zvangu muguva, ndinyerere ndiine zororo Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Nokuti zvino ndingadai ndakavata murugare; ndingadai ndivete uye ndakazorora Viz kapitola |