Jakobo 5:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Musanyunyutirane, hama dzangu, kuti murege kutongwa. Hoyo mutongi wotosvika, ava pamisuo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Hama dzaŋgu, musanyunyutirana kuti murege kutoŋgwa; tarirai, mutoŋgi umire pamukoʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Hama dzangu, musanyunyutirana kuti murege kutongwa; tarirai, mutongi amire pamusuo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Musanyunyutirane, hama dzangu, kuti murege kutongwa. Hoyo mutongi wotosvika, ava pamisuo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Musanyunyutirana, hama dzangu, kuti murege kutongwa. Mutongi amire pamusuo! Viz kapitola |