Jakobo 5:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Eriya akanga ari munhu akangoitawo sesu pamuzvarirwo wake. Akanamata nomwoyo wose kuti kurege kunaya. Kwamakorewo matatu nemwedzi mitanhatu hakuna kunaya panyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Eria wakaŋga ari munhu wakaita sesu, akanyeŋgetera nomunyeŋgetero kuti mvura irege kunaya; ikasanaya panyika makore matatu nemŋedzi mitanhatu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Eria akanga ari munhu akaita sesu, akanyengetera nomunyengetero kuti mvura irege kunaya; ikasanaya panyika makore matatu nemwedzi mitanhatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Eriya akanga ari munhu akangoitawo sesu pamuzvarirwo wake. Akanamata nomwoyo wose kuti kurege kunaya. Kwamakorewo matatu nemwedzi mitanhatu hakuna kunaya panyika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Eria akanga ari munhu sesu. Akanyengetera zvine simba kuti kurege kunaya, uye hakuna kunaya panyika kwamakore matatu nehafu. Viz kapitola |