Jakobo 3:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Asi hapana munhu anogona kupingudza rurimi, rwakaipa uye haruna parwo uyezve rune chepfu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 asi hakunomunhu uŋgapiŋgudza rurimi; ndico cinhu cakaipa cinoshanduka‐shanduka, cizere nomuti unoʋuraya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 asi hakuna munhu angapingudza rurimi; ndicho chinhu chakaipa chinoshanduka-shanduka, chizere nomuti unouraya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asi hapana munhu anogona kupingudza rurimi, rwakaipa uye haruna parwo uyezve rune chepfu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 asi hakuna munhu anogona kupingudza rurimi. Ndirwo chinhu chakaipa chisingazorori, chizere nomuchetura unouraya. Viz kapitola |