Online Bible

- Reklamy -




Jakobo 3:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Ungwaru hwakadai haubvi kudenga asi ndehwapasi pano hwomuberekerwo womunhu uye wohusatani.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Kucenjera uku hakuɓuruki kucibva kumsoro, asi ndokwenyika, kwatakamuka nako, kwomŋeya wakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Kuchenjera uku hakuburuki kuchibva kumusoro, asi ndokwenyika, kwatakamuka nako, kwomweya wakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Ungwaru hwakadai haubvi kudenga asi ndehwapasi pano hwomuberekerwo womunhu uye wohusatani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 “Kuchenjera” kwakadaro hakuburuki kuchibva kudenga asi ndokwenyika, hakuzi kwomweya, ndokwadhiabhori.

Viz kapitola kopírovat




Jakobo 3:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy