Jakobo 3:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Ndiani akangwara uye anonzwisisa pakati penyu? Ngaaratidze izvozvo nomugariro wake wakanaka unoitwa muungwaru hwokuzvidukupisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ndiani pakati penyu wakacenjera, wakaŋgwara? Ŋgaaratidze nomufambire wake wakanaka maɓasa ake noʋunyoro bgoʋucenjeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Ndiani pakati penyu akachenjera, akangwara? Ngaaratidze nomufambiro wake wakanaka mabasa ake nounyoro hwouchenjeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndiani akangwara uye anonzwisisa pakati penyu? Ngaaratidze izvozvo nomugariro wake wakanaka unoitwa muungwaru hwokuzvidukupisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ndiani akachenjera uye anonzwisisa pakati penyu? Ngaazviratidze noupenyu hwake hwakanaka, namabasa anoitwa nokuzvininipisa kunobva pauchenjeri. Viz kapitola |