Online Bible

- Reklamy -




Jakobo 2:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Nokuti ndizvo zvakaita muviri, kana usina mweya wakafa; saizvozvowo chitendero chisina mabasa chakafa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Nokuti somuʋiri usinomŋeya wakafa, saiɀoɀo kutenda kusinamaɓasa kwakafa ʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Nokuti somuviri usina mweya wakafa, saizvozvo kutenda kusina mabasa kwakafawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Nokuti ndizvo zvakaita muviri, kana usina mweya wakafa; saizvozvowo chitendero chisina mabasa chakafa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Sezvo muviri usina mweya wakafa, saizvozvo kutenda kusina mabasa kwakafa.

Viz kapitola kopírovat




Jakobo 2:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy