Jakobo 2:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Unozviona kuti chitendero chavo namabasa avo zvaishanda pamwechete, chitendero chakazadzikiswa namabasa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Unoʋona kuti kutenda kwake kwakaɓata pamŋe cete namaɓasa ake, ʋuye kuti kutenda kwake kwakakwaniswa namaɓasa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Unoona kuti kutenda kwake kwakabata pamwechete namabasa ake, uye kuti kutenda kwake kwakakwaniswa namabasa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Unozviona kuti chitendero chavo namabasa avo zvaishanda pamwechete, chitendero chakazadzikiswa namabasa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Unoona kuti kutenda kwake uye namabasa ake zvaibata pamwe chete, uye kutenda kwake kukazadziswa nezvaakaita. Viz kapitola |