Online Bible

- Reklamy -




Jakobo 2:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Ngatitii hamarume kana hamakadzi haina chokupfeka isina chokudya chamazuva ose,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Kana kunehama, murume kana mukadzi, asina‐ɀokufuka, unoshaiwa ɀokudya zuʋa rimŋe nerimŋe,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Kana kune hama, murume kana mukadzi, asina zvokufuka, anoshayiwa zvokudya zuva rimwe nerimwe,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Ngatitii hamarume kana hamakadzi haina chokupfeka isina chokudya chamazuva ose,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Kana hama kana hanzvadzi ikashayiwa zvokufuka nezvokudya zvezuva rimwe nerimwe,

Viz kapitola kopírovat




Jakobo 2:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy