Online Bible

- Reklamy -




Jakobo 2:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 nokuti kutonga hakuna tsitsi kune munhu asinawo kuratidza tsitsi. Asi kune vakaratidza tsitsi kutonga hakuna zvakunovaita.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Nokuti kutoŋga hakuŋgaʋi neŋgoni kunousina‐kuitira ʋamŋe ŋgoni; ŋgoni dzinoɀirumbidza dzicikunda kutoŋga.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Nokuti kutonga hakungavi nengoni kunoasina kuitira vamwe ngoni; ngoni dzinozvirumbidza dzichikunda kutonga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 nokuti kutonga hakuna tsitsi kune munhu asinawo kuratidza tsitsi. Asi kune vakaratidza tsitsi kutonga hakuna zvakunovaita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 nokuti kutonga kusinganzwiri ngoni kucharatidzwa kumunhu upi zvake akanga asinganzwiri ngoni. Ngoni dzinokunda kutonga!

Viz kapitola kopírovat




Jakobo 2:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy