Online Bible

- Reklamy -




Jakobo 2:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Chikonzero ndechokuti iye akati, “Usaite upombwe,” ndiye akatiwo, “Usauraye.” Kana ukarega zvako kuita upombwe asi iwe uchiuraya watodarika mutemo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Nokuti iye, wakati: Usaita ʋupombge, ndiye ʋo, wakati: Usaʋuraya. Ɀino, kana usiŋgaiti ʋupombge, asi uciʋuraya, waʋa muɗariki womurairo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Nokuti iye, akati, “Usaita upombwe, ndiyewo,” akati, “Usauraya.” Zvino, kana asingaiti upombwe, asi achiuraya, wava mudariki womurayiro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Chikonzero ndechokuti iye akati, “Usaite upombwe,” ndiye akatiwo, “Usauraye.” Kana ukarega zvako kuita upombwe asi iwe uchiuraya watodarika mutemo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Nokuti iye akati, “Usaita upombwe,” ndiyewo akati, “Usauraya.” Kana usingaiti upombwe asi uchiuraya, wava mudariki womurayiro.

Viz kapitola kopírovat




Jakobo 2:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy