Jakobo 1:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 nokuti munhu ane pfungwa mbiri, asina pake muna zvose zvaanoita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 munhu, unemŋoyo miʋiri, unoshanduka‐shanduka panzira dzake dzose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 munhu, ane mwoyo miviri, anoshandukashanduka panzira dzake dzose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 nokuti munhu ane pfungwa mbiri, asina pake muna zvose zvaanoita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 munhu ane mwoyo miviri, anongoshanduka-shanduka mune zvose zvaanoita. Viz kapitola |