Jakobo 1:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Hama dzangu, onai sechinhu chinofadza pose pamunowirwa nemiedzo yakasiyana–siyana Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Hama dzaŋgu, muti mufaro ɓedzi kana muciwira mumiidzo mizhinji; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Hama dzangu, muti mufaro bedzi kana muchiwira mumiedzo mizhinji; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Hama dzangu, onai sechinhu chinofadza pose pamunowirwa nemiedzo yakasiyana–siyana Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Hama dzangu, muti mufaro chaiwo, pose pamunosangana nemiedzo mizhinji yemhando dzose, Viz kapitola |