Isaya 9:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Vanoti uku norudyi tyorei vachingosara vanayo nzara, ukuwo noruboshwe vachimochira kudya asi havaguti, mumwe nomumwe achidya mumwe wake; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Mumŋe ucabvuta kurudyi, asi ucaʋa nenzara; ucadya kuruɓoshwe, asi haʋaŋgaguti; mumŋe nomumŋe ucadya nyama yoruʋoko rwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Mumwe achabvuta kurudyi, asi achava nenzara; achadya kuruboshwe, asi havangaguti; mumwe nomumwe achadya nyama yoruoko rwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vanoti uku norudyi tyorei vachingosara vanayo nzara, ukuwo noruboshwe vachimochira kudya asi havaguti, mumwe nomumwe achidya mumwe wake; Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Kurudyi vachadya asi vacharamba vane nzara; kuruboshwe, vachadya asi havangaguti. Mumwe nomumwe achadya nyama yomwana wake. Viz kapitola |