Isaya 9:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Vanhu vaifamba murima vaona chiedza chikuru; vanhu vaigara munyika yezarima rorufu, chiedza chavavhenekera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋanhu ʋaifamba murima ʋakaʋona ciedza cikuru; ʋaigara munyika yomumvuri worufu, ʋakapenyerwa ciedza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Vanhu vaifamba murima vakaona chiedza chikuru; vaigara munyika yomumvuri worufu, vakapenyerwa chiedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vanhu vaifamba murima vaona chiedza chikuru; vanhu vaigara munyika yezarima rorufu, chiedza chavavhenekera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Vanhu vaifamba murima vakaona chiedza chikuru; avo vaigara munyika yomumvuri worufu, chiedza chakavavhenekera. Viz kapitola |