Online Bible

- Reklamy -




Isaya 9:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Pamusana pehasha dzaTenzi wehondo nehondo, nyika inororoma kutsva vanhu vachiita sehuni dzomoto pasisina zvokunzwirana tsitsi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Nyika inotȿa nokuɗa kwokutsamŋa kwaJehova wehondo; ʋanhu ʋakaita sehuni dzinoʋeswa; hakunomunhu unenyasha nehama yake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Nyika inotsva nokuda kwokutsamwa kwaJehovha wehondo; vanhu vakaita sehuni dzinoveswa; hakuna munhu une nyasha nehama yake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Pamusana pehasha dzaTenzi wehondo nehondo, nyika inororoma kutsva vanhu vachiita sehuni dzomoto pasisina zvokunzwirana tsitsi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Kubudikidza nokutsamwa kwaJehovha Wamasimba Ose nyika ichapiswa kwazvo uye vanhu vachava huni dzomoto; hapana achaponesa hama yake.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 9:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy