Online Bible

- Reklamy -

Isaya 9:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Naizvozvo Tenzi haazi kumbozoregerera majaya avo achipunyuka, haasi kuzoitira tsiye nyoro nherera nechirikadzi dzavo nokuti munhu wose zvaMwari haachazvida uye vose vatova vaiti vezvakaipa zvose zvavanotaura nemiromo yavo ndezvoupenzi. Nokuda kwaizvozvi hasha dzake hadzina kupora muruoko rwake shamhu ichiri mudenga.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Naiɀoɀo Ishe haaŋgafariri majaya aʋo, haaŋgaʋi netsitsi nenherera necirikadzi dzaʋo; nokuti mumŋe nomumŋe waʋo mumhuri waMŋari nomuiti weɀakaipa, muromo mumŋe nomumŋe unotaura ɀoʋupenzi. Kunyaŋge ɀakaɗaro, kutsamŋa kwake hakuna‐kudzorwa, asi ruʋoko rwake rwakaramba rwakatambanudzwa naɀino.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Naizvozvo Ishe haangafariri majaya avo, haangavi netsitsi nenherera nechirikadzi dzavo; nokuti mumwe nomumwe wavo mumhuri waMwari nomuiti wezvakaipa, muromo mumwe nomumwe unotaura zvohupenzi. Kunyange zvakadaro, kutsamwa kwake hakuna kudzorwa, asi ruoko rwake rwakaramba rwakatambanudzwa nazvino.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Naizvozvo Tenzi haazi kumbozoregerera majaya avo achipunyuka, haasi kuzoitira tsiye nyoro nherera nechirikadzi dzavo nokuti munhu wose zvaMwari haachazvida uye vose vatova vaiti vezvakaipa zvose zvavanotaura nemiromo yavo ndezvoupenzi. Nokuda kwaizvozvi hasha dzake hadzina kupora muruoko rwake shamhu ichiri mudenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Naizvozvo Jehovha haachazofariri majaya, kana kuva netsitsi nenherera nechirikadzi, nokuti mumwe nomumwe wavo haana umwari uye akaipa, muromo mumwe nomumwe unotaura zvoupenzi. Kunyange zvakadaro, kutsamwa kwake hakuna kudzorwa, ruoko rwake ruchakangosimudzwa.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 9:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy