Online Bible

- Reklamy -




Isaya 8:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Ruchatsvaira munaJudha ruchafashukira ruchienda rwakatutumuka zvokusvika mumutsipa. Mwari anesu achatambanudza mapapiro ake zvokutovhamira upamhi hwenyika yenyu iyoyo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 rucakukura kuȿikira kwaJuda; rucapafuma, ndokupfuʋura, rucaȿika pamutsipa; kutandaʋara kwamapapiro arwo kucazadza kufara kwenyika yako yose, iwe Imanueri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 ruchakukura kusvikira kwaJudha; ruchapa pfuma, ndokupfuura, ruchasvika pamutsipa; kutandavara kwamapapiro arwo kuchazadza kufara kwenyika yako yose, iwe Imanueri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Ruchatsvaira munaJudha ruchafashukira ruchienda rwakatutumuka zvokusvika mumutsipa. Mwari anesu achatambanudza mapapiro ake zvokutovhamira upamhi hwenyika yenyu iyoyo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 ruchakukura kusvikira kuJudha, ruchipafuma nomukati mayo, rugopfuura nomairi ruchisvika muhuro. Kutandavara kwamapapiro arwo kuchafukidza upamhi hwenyika yako, iwe Imanueri!”

Viz kapitola kopírovat




Isaya 8:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy