Isaya 8:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Ini ndakazopinda mumba namai muporofita mudzimai wangu vakabva vava napamuviri ndokubereka mwana mukomana. Tenzi ndokuti, “Mutumidze zita rokuti, ‘Nyachimbichimbikupambamandikurumudzekutapa.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ipapo ndakaenda kumuprofitakadzi, iye akatora mimba, akaɓereka mŋanakomana. Ɀino Jehova akati kwandiri: Mutumidze zita rokuti: Cimbidzikai kutapa, ɀakapambga ɀokurumidza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Ipapo ndakaenda kumuporofitakadzi, iye akatora pamuviri, akabereka mwanakomana. Zvino Jehovha akati kwandiri, “Mutumidze zita rokuti, ‘Chimbidzikai kutapa, zvakapambwa zvokurumidza.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ini ndakazopinda mumba namai muporofita mudzimai wangu vakabva vava napamuviri ndokubereka mwana mukomana. Tenzi ndokuti, “Mutumidze zita rokuti, ‘Nyachimbichimbikupambamandikurumudzekutapa.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ipapo ndakaenda kumuprofitakadzi, akatora pamuviri akabereka mwanakomana. Zvino Jehovha akati kwandiri, “Mutumidze kuti Maheri-Sharari-Hashi-Bhazi; Viz kapitola |