Isaya 8:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Vachati tarisei pasi, onei matambudziko nerima nokusuruvadzwa nenhamo uye vachakandwa muzarima rakati kwirindindi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ʋacatarira ʋo pasi, asi tarirai, ʋacaʋona njodzi nerima, nokuȿiɓa kwokumanikidzwa; ʋacadziŋgirwa kurima guru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Vachatarirawo pasi, asi tarirai, vachaona njodzi nerima, nokusviba kwokumanikidzwa; vachadzingirwa kurima guru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Vachati tarisei pasi, onei matambudziko nerima nokusuruvadzwa nenhamo uye vachakandwa muzarima rakati kwirindindi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Ipapo vachatarira pasi vagoona nhamo chete nerima nokusafara kunotyisa, uye vachakandirwa kurima guru. Viz kapitola |