Isaya 8:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Iye achava nzvimbo inoera neibwe rinogumbura nedombo rinogumbura kudzimba dzose dzokwaIsiraeri dziri mbiri, uye riva nechokuteya nacho vagari vomuJerusaremu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ipapo iye ucaʋa nɀimbo tȿene yenyu; asi ucaʋa ibge rokugumbusa neɗombo rokupiŋganidza kudzimba dzose mbiri dzaIsraeri, aʋe rugombe nomusuŋgo kunaʋanogara Jerusarema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Ipapo iye achava nzvimbo tsvene yenyu; asi achava ibwe rokugumbusa nedombo rokupinganidza kudzimba dzose mbiri dzaIsiraeri, ave rugombe nomusungo kuna vanogara Jerusaremu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Iye achava nzvimbo inoera neibwe rinogumbura nedombo rinogumbura kudzimba dzose dzokwaIsiraeri dziri mbiri, uye riva nechokuteya nacho vagari vomuJerusaremu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 ndiye achava nzvimbo tsvene; asi padzimba dzose dzaIsraeri achava dombo rinoita kuti vanhu vagumburwe; nedombo rinoita kuti vapunzike. Uye kuvanhu veJerusarema iye achava musungo norugombe. Viz kapitola |