Online Bible

- Reklamy -




Isaya 8:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 “Zvose zvinenge zvichinzi navanhu ivava ibangano, usazviti ibangano, zvavanotya, usazvitye kana kuva mbwende.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Musati: Iraŋgano, pamsoro peɀose ɀinonzi naʋanhu aʋa, iraŋgano; ʋuye musatya ɀaʋanotya, kana kuvunduka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Musati, “Irangano, pamusoro pezvose zvinonzi navanhu ava, irangano; uye musatya zvavanotya, kana kuvhunduka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 “Zvose zvinenge zvichinzi navanhu ivava ibangano, usazviti ibangano, zvavanotya, usazvitye kana kuva mbwende.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 “Musati irangano zvinhu zvose zvinonzi navanhu ava irangano; musatya zvavanotya, musazvivhunduka.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 8:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy