Isaya 8:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Tenzi akanditi, “Tora zifendefa guru unyore pariri namavara anogona kuverengwa nomunhu wose zvake kuti, ‘Nyachimbichimbikupambamandikurumidzekutapa.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Jehova akati kwandiri: Tora hwendefa guru, unyore pariri nepeni yaʋanhu, uti: Cimbidzikai kutapa, ɀakapambga ɀokurumidza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Jehovha akati kwandiri, “Tora hwendefa guru, unyore pariri nepeni yavanhu, uti, ‘Chimbidzikai kutapa, zvakapambwa zvokurumidza.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Tenzi akanditi, “Tora zifendefa guru unyore pariri namavara anogona kuverengwa nomunhu wose zvake kuti, ‘Nyachimbichimbikupambamandikurumidzekutapa.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Jehovha akati kwandiri, “Tora bhuku guru unyore pamusoro paro nechinyoreso: pamusoro paMaheri-Sharari-Hashi-Bhazi. Viz kapitola |