Online Bible

- Reklamy -

Isaya 7:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Handiti guta guru reSiria iDhamasikusi, uye musoro weDhamasikusi ndiRezini handiti? (Kusati kwapera makore makumi matanhatu namashanu Efuremu iyi ichaparara kuita ubvurubvuru chaihwo zvokuti ichasara isisiri dzinza).

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Nokuti musoro weSiria ndiDamasko, nomusoro weDamasko ndiRezini; makore makumi matanhatu namashanu asati apera, ʋaEfraimi ʋacaputswa‐putswa, kuti ʋarege kuʋa rudzi;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Nokuti musoro weSiria ndiDhamasiko, nomusoro weDhamasiko ndiRezini; makore makumi matanhatu namashanu asati apera, vaEfuremu vachaputswa-putswa, kuti varege kuva rudzi;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Handiti guta guru reSiria iDhamasikusi, uye musoro weDhamasikusi ndiRezini handiti? (Kusati kwapera makore makumi matanhatu namashanu Efuremu iyi ichaparara kuita ubvurubvuru chaihwo zvokuti ichasara isisiri dzinza).

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 uye musoro weDhamasiko iRezini bedzi. Makore makumi matanhatu namashanu asati apera, vaEfuremu vachaputswa-putswa zvokusazova rudzizve.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 7:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy