Online Bible

- Reklamy -




Isaya 7:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Izvi ndizvo zviri kurehwa naTenzi Mwari.’ Izvozvo hazvisi kuzombomira uye hazvizi kuzomboitika.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀanzi naShe Jehova: Iɀoɀi haɀiŋgamiri, ʋuye haɀiŋgaitiki.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 “Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Izvozvi hazvingamiri, uye hazvingaitiki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Izvi ndizvo zviri kurehwa naTenzi Mwari.’ Izvozvo hazvisi kuzombomira uye hazvizi kuzomboitika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Asi zvanzi naIshe Jehovha: “ ‘Izvi hazvingamiri, hazvingaitiki, nokuti musoro weAramu iDhamasiko,

Viz kapitola kopírovat




Isaya 7:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy