Isaya 7:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 usvikoti kwaari, “Chinyatsonzwisisa, nyarara, rega kutya. Usadedereswe mwoyo pamusana pezvigutsa izvi zviviri zviri kupfungaira pamusana pokutya kuviruka nehasha kwaRezini nekweSiria nekwemwanakomana waRemaria Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 undoti kwaari: Cenjera, unyarare hako; usatya, nomŋoyo wako urege kupera nokuɗa kwamatsiga awa maʋiri anopfuŋgaira, nokuɗa kwokutsamŋa kukuru kwaRezini nokwaʋaSiria, nokwomŋanakomana waRemaria. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 undoti kwaari, ‘Chenjera, unyarare hako; usatya, nomwoyo wako urege kupera nokuda kwamatsiga awa maviri anopfungaira, nokuda kwokutsamwa kukuru kwaRezini nokwavaSiria, nokwomwanakomana waRemaria.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 usvikoti kwaari, “Chinyatsonzwisisa, nyarara, rega kutya. Usadedereswe mwoyo pamusana pezvigutsa izvi zviviri zviri kupfungaira pamusana pokutya kuviruka nehasha kwaRezini nekweSiria nekwemwanakomana waRemaria Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Uti kwaari, ‘Chenjera, dzikama hako, uye usatya. Usaora mwoyo nokuda kwamatsiga maviri ehuni, nokuda kwokutsamwa kunotyisa kwaRezini naAramu uye nekwomwanakomana waRemaria. Viz kapitola |