Isaya 7:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona25 Kana zviri zvomuzvikomo maimborimwa nemapadza hamuzombokuenda asi nokutya minzwa norukato kuti kuchange kwava zvako kwokusaidzira mombe kwava kwokutotsokodzerwa zvako nehwai.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Hakuna‐uŋgaȿika paɀikomo ɀose ɀairimŋa namapadza nokutya rukato neminzwa; asi ŋombe dzicasundirwa’ko, namakwai acatsika’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Hakuna angasvika pazvikomo zvose zvairimwa namapadza nokutya rukato neminzwa; asi mombe dzichasundirwako, namakwai achatsikapo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kana zviri zvomuzvikomo maimborimwa nemapadza hamuzombokuenda asi nokutya minzwa norukato kuti kuchange kwava zvako kwokusaidzira mombe kwava kwokutotsokodzerwa zvako nehwai.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Kana zviri zvikomo zvose zvaichimbosakurirwa nebadza, hakuna achada kuendako nokuda kwokutya rukato neminzwa; dzichava nzvimbo dzokusundira mombe nokunomhanyirwa namakwai. Viz kapitola |